Uncategorized

Random Verse Tuesday: Godobori

southern delights

This week we return Masvegas to feature Calivani’s verse from ‘Godobori’, a Dj Krimz produced joint on which Calivani features alongside Frican J and H.D

Zvemumhanzi zveku rapper izvi handina kuzvitanga izvezvi

Ndakadzidzira kukwenya magitare kudhara pandakamboita mhezi

Ndikabata mic machics ndakumadriver crazy

Hard lyrics ndipe chaunga chipi inini handimbochizezi

Hanzi paakazvitanga izvi anga asingambogezi

Ndikaita mbiri mafaera angu vakutoda kuabuditsa mupresi

Been in the game kubvira ndichine 13 years

Ndichiri kushandisa ma number kunyenga nekufonyora madrezi

Pama street corners beatboxing nemafesi 

Kuri kudhara dai muri mugame hataimboshaiwa kana jezi 

Everyday takugara tichibuda pa ‘Hey Days’ 

Zvekurapper ndakazvitanga chamhembe chisati chatombojamba mafenzi 

Kuri ku states dai takuto cruiser nemaBenz

But hazvina basa i just love killing them 

Nyangwe zvisingandipe ma cents 

Ya’ll be spitting tumwe tuma rhyme tusina kana sense 

Murikuda kuzvikwanisa mugame 

Kuedza kusanganisa tuma ends 

Handina kungofeature pa feature kuti ndingovatyityidzira 

Asi uh-uh the point yekuvaratidza kuti vachiri kudzidzira 

Why is it pamarapper taakusangana vanodikitira? 

Why is it ndikabata mic misoro yavo vanotsikitsira? 

Check out the full audio below

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s