Random Verse Tuesday

Random Verse Tuesday: Bhuku Ra Bludge

LHE This week we feature the second verse from Chaotic Bludge’s ‘Bhuku Ra Bludge’

Handina mari asi ndakapfuma just because ndine ruzivo

Ndichaita popular muZimbabwe kudarika sadza nemuriwo

Stage yekurapper ndakatoipfura kare hokoyo

Ndaakungopinda mustudio ndotaura zvinobva pasi pemoyo

Ndo life yangu ndikangoitorerwa ndatofa

Life yandinogara everyday se sofa

Vavengi vanotondiwedzera simba

Zvinoitwa popeye ne spinach

Mira uone vachafira mumaoko mangu sewatch

Ndaamugame full time se 90minutes dzematch yebhora

Maybe that’s why imwe team yaakuti mudhara bludge makora 

I speak game kuita kunge munhu ari kuverenga sports news 

In this game ndini mambo hakuna game risina ma rules

Ma lyrics andinonyora anotoda vakaita literature

Muchandiziva mese kunge salary yema teacher

Ndichingoita izvozvi handina basa akawanda se moringa

Asi handijoine satanism zvakaitwa nemamwe madinga

 

Check out the full ‘Bhuku Ra Bludge’ audio below

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s