Latest Entries
Uncategorized

Random Verse Tuesday: Godobori

This week we return Masvegas to feature Calivani’s verse from ‘Godobori’, a Dj Krimz produced joint on which Calivani features alongside Frican J and H.D Zvemumhanzi zveku rapper izvi handina kuzvitanga izvezvi Ndakadzidzira kukwenya magitare kudhara pandakamboita mhezi Ndikabata mic machics ndakumadriver crazy Hard lyrics ndipe chaunga chipi inini handimbochizezi Hanzi paakazvitanga izvi anga asingambogezi … Continue reading

Random Verse Tuesday: Bhuku Ra Bludge
Random Verse Tuesday

Random Verse Tuesday: Bhuku Ra Bludge

 This week we feature the second verse from Chaotic Bludge’s ‘Bhuku Ra Bludge’ Handina mari asi ndakapfuma just because ndine ruzivo Ndichaita popular muZimbabwe kudarika sadza nemuriwo Stage yekurapper ndakatoipfura kare hokoyo Ndaakungopinda mustudio ndotaura zvinobva pasi pemoyo Ndo life yangu ndikangoitorerwa ndatofa Life yandinogara everyday se sofa Vavengi vanotondiwedzera simba Zvinoitwa popeye ne spinach … Continue reading